VOA

Vechidiki - Voice of America

News SN ↓ 50 bölüm

Voice of America is an international news and broadcast organization serving Central and Eastern Europe, the Caucasus, Central Asia, Russia, the Middle East and Balkan countries

Podcast'in sitesini ziyaret etmeyi ve yapımcısını desteklemeyi unutma: www.voashona.com

Yazar

VOA

Kategori

News

Podcast web sitesi

www.voashona.com

Son bölüm

24 Kas 2023

Nereden dinlenir?

Uygulamada podcast'ler Replaio Radio Çok yakında

Podcast'ler çok yakında uygulamaya geliyor. Şimdi yükle ve podcast'lere yepyeni bir bakışı ilk gören sen ol

Google Play'den indir Ücretsiz yükle Android 5 Mn+ indirme · 4,8 puan iOS yakında

Bölümler

Hurukuro na McDonald Chikuru - Chivabvu 05, 2023 05.05.2023

Hurukuro na McDonald Chikuru

Hurukuro na Joseph Maposa - Kubvumbi 21, 2023 21.04.2023

Hurukuro na Joseph Maposa

Hurukuro na Edson Kana - Boss Shindie- Mwana Gokwe - Kubvumbi 21, 2023 21.04.2023

Hurukuro na Edson Kana - Boss Shindie- Mwana Gokwe

Nyaya ina Tobias Mudzingwa - Kubvumbi 11, 2023 11.04.2023

Nyaya ina Tobias Mudzingwa

Nyaya ina Godwin Mangudya. - Kubvumbi 04, 2023 04.04.2023

Nyaya ina Godwin Mangudya.

Nyaya ina Tobias Mudzingwa - Kubvumbi 04, 2023 04.04.2023

Nyaya ina Tobias Mudzingwa

Hurukuro na Courage Mutakura-Woza Friday - Kurume 17, 2023 17.03.2023

Hurukuro na Courage Mutakura-Woza Friday

Hurukuro na Desire Mudewe- WOZA FRIDAY - Kurume 03, 2023 03.03.2023

Hurukuro na Desire Mudewe- WOZA FRIDAY

Hurukuro naVaBenon Ncube- ZINASU - Kukadzi 27, 2023 27.02.2023

Hurukuro naVaBenon Ncube- ZINASU

Mashoko eMukuru we sangano revadzidzi re NUST VaMuziwenkosi Sigidi - Kukadzi 27, 2023 27.02.2023

Mashoko eMukuru we sangano revadzidzi re NUST VaMuziwenkosi Sigidi

Hurukuro na Arthur Madzimba aka Virgo - Kukadzi 24, 2023 24.02.2023

Hurukuro na Arthur Madzimba aka Virgo

Nyaya ina Michael Kariati - Chikumi 24, 2022 24.06.2022
Nyaya yeVechidiki neZvinodhaka ina Godwin Mangudya - Chikumi 24, 2022 24.06.2022
Nyaya Ina Eglet Nyabvure - Chikumi 21, 2022 21.06.2022

Nyaya ina Eglet Nyabvure

Nyaya Ina Patience Ziramba - Chikumi 21, 2022 21.06.2022

Nyaya Ina Patience Ziramba

Hurukuro NaVa Lenon Muzuru - Chikumi 16, 2022 16.06.2022
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chivabvu 16, 2021 16.05.2021

Nhasi muchirongwa tine hurukuro naPablo Cartell, muimbu wechidiki. Tirikuzeya nyaya yezve nziyo yake itsva inonzi Ngifuna Wena.

Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Kukadzi 14, 2021 14.02.2021

Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro nemuimbi wechidiki, Pablo Cartell, uyo anekambo kanonzi Suzanna.

Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Chechidiki Chinogara muAmerica Chowana Rubatsiro Rwekushanda Nevanotambura KuChimanimani - Mbudzi 24, 2020 24.11.2020

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chechidiki muzvare Makanaka Chikowero (16) vakadomwa nezuro semumwe achange achiwana rubatsiro kubva kuchikwata chemitambo cheRed Stars chekuChicago kuti vakwanise kuita mabasa ekubatsira vanasikana kuChimanimani, Amai Lucy Chikowero vanotaura nezve mabasa emwana wavo.

Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Gumiguru 18, 2020 18.10.2020

Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro ne nyandzvi munyaya dzedzidzo, VaItai Masimirembwa

Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Nyamavhuvhu 23, 2020 23.08.2020

Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na VaSimon Magama na Va Allen Magama, vesangano reThe Plug Movement, pamusoro pezve chirongwa chavo chakanangana nekubatsira shirikadzi, panguva iyo nyika iripasi pechirongwa cheLockdown.

Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chikunguru 12, 2020 12.07.2020

Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na VaAshton Bumhira, vesangano re Youth Forum Zimbabwe, tichitarisa nyaya yekuratidzira kuri kurongwa nevanopikisa mukupera kwemwedzi uno.

Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chikumi 14, 2020 14.06.2020

Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na Va Robson Chere, vesangano re ARTUZ, pezvedanho rehurumende rekuda kuvhura zvikoro.

Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chivabvu 24, 2020 24.05.2020

Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na Va Dzikamai Bere, vesangano reZim Rights, pamusoro pezvekumbunyikidzwa kwekodzero dzevanhu kadzi, panguva iyo nyika iripakati pechirongwa chelockdown.

Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chivabvu 17, 2020 17.05.2020

Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na Dr. Tinotenda Simemeza, pamusoro pezvekukwira kwe huwandu hwevanhu vanechirwere cheCOVID-19 munyika.

Vechidiki - Voice of America podcast'ini Replaio'da dinle

Radyo ve podcast'ler tek uygulamada - ücretsiz, kayıt gerektirmez. Bugün yükle ve lansmanı kaçırma

Google Play'den indir

Replaio bir podcast yayıncısı değildir; program adları, kapak görselleri ve ses içerikleri yazarlarına aittir ve herkese açık RSS beslemeleri aracılığıyla dağıtılır