VOA
Vechidiki - Voice of America
Voice of America is an international news and broadcast organization serving Central and Eastern Europe, the Caucasus, Central Asia, Russia, the Middle East and Balkan countries
Husk at besøge podcastens hjemmeside og støtte skaberen: www.voashona.com
Hvor kan du lytte?
Podcasts i appen Replaio Radio Kommer snartPodcasts kommer snart til appen. Installer nu, og vær den første til at se en helt ny tilgang til podcasts
Episoder
Hurukuro na McDonald Chikuru - Chivabvu 05, 2023 05.05.2023 4:35
Hurukuro na McDonald Chikuru
Hurukuro na Joseph Maposa - Kubvumbi 21, 2023 21.04.2023 11:59
Hurukuro na Joseph Maposa
Hurukuro na Edson Kana - Boss Shindie- Mwana Gokwe - Kubvumbi 21, 2023 21.04.2023 7:26
Hurukuro na Edson Kana - Boss Shindie- Mwana Gokwe
Nyaya ina Tobias Mudzingwa - Kubvumbi 11, 2023 11.04.2023 3:58
Nyaya ina Tobias Mudzingwa
Nyaya ina Godwin Mangudya. - Kubvumbi 04, 2023 04.04.2023 4:33
Nyaya ina Godwin Mangudya.
Nyaya ina Tobias Mudzingwa - Kubvumbi 04, 2023 04.04.2023 4:27
Nyaya ina Tobias Mudzingwa
Hurukuro na Courage Mutakura-Woza Friday - Kurume 17, 2023 17.03.2023 6:09
Hurukuro na Courage Mutakura-Woza Friday
Hurukuro na Desire Mudewe- WOZA FRIDAY - Kurume 03, 2023 03.03.2023 7:39
Hurukuro na Desire Mudewe- WOZA FRIDAY
Hurukuro naVaBenon Ncube- ZINASU - Kukadzi 27, 2023 27.02.2023 1:50
Hurukuro naVaBenon Ncube- ZINASU
Mashoko eMukuru we sangano revadzidzi re NUST VaMuziwenkosi Sigidi - Kukadzi 27, 2023 27.02.2023 0:33
Mashoko eMukuru we sangano revadzidzi re NUST VaMuziwenkosi Sigidi
Hurukuro na Arthur Madzimba aka Virgo - Kukadzi 24, 2023 24.02.2023 5:13
Hurukuro na Arthur Madzimba aka Virgo
Nyaya Ina Eglet Nyabvure - Chikumi 21, 2022 21.06.2022 3:31
Nyaya ina Eglet Nyabvure
Nyaya Ina Patience Ziramba - Chikumi 21, 2022 21.06.2022 2:59
Nyaya Ina Patience Ziramba
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chivabvu 16, 2021 16.05.2021 5:02
Nhasi muchirongwa tine hurukuro naPablo Cartell, muimbu wechidiki. Tirikuzeya nyaya yezve nziyo yake itsva inonzi Ngifuna Wena.
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Kukadzi 14, 2021 14.02.2021 5:06
Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro nemuimbi wechidiki, Pablo Cartell, uyo anekambo kanonzi Suzanna.
Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Chechidiki Chinogara muAmerica Chowana Rubatsiro Rwekushanda Nevanotambura KuChimanimani - Mbudzi 24, 2020 24.11.2020 5:36
Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chechidiki muzvare Makanaka Chikowero (16) vakadomwa nezuro semumwe achange achiwana rubatsiro kubva kuchikwata chemitambo cheRed Stars chekuChicago kuti vakwanise kuita mabasa ekubatsira vanasikana kuChimanimani, Amai Lucy Chikowero vanotaura nezve mabasa emwana wavo.
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Gumiguru 18, 2020 18.10.2020 5:05
Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro ne nyandzvi munyaya dzedzidzo, VaItai Masimirembwa
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Nyamavhuvhu 23, 2020 23.08.2020 5:12
Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na VaSimon Magama na Va Allen Magama, vesangano reThe Plug Movement, pamusoro pezve chirongwa chavo chakanangana nekubatsira shirikadzi, panguva iyo nyika iripasi pechirongwa cheLockdown.
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chikunguru 12, 2020 12.07.2020 5:06
Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na VaAshton Bumhira, vesangano re Youth Forum Zimbabwe, tichitarisa nyaya yekuratidzira kuri kurongwa nevanopikisa mukupera kwemwedzi uno.
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chikumi 14, 2020 14.06.2020 5:10
Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na Va Robson Chere, vesangano re ARTUZ, pezvedanho rehurumende rekuda kuvhura zvikoro.
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chivabvu 24, 2020 24.05.2020 5:17
Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na Va Dzikamai Bere, vesangano reZim Rights, pamusoro pezvekumbunyikidzwa kwekodzero dzevanhu kadzi, panguva iyo nyika iripakati pechirongwa chelockdown.
Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove - Chivabvu 17, 2020 17.05.2020 5:05
Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum, tine hurukuro na Dr. Tinotenda Simemeza, pamusoro pezvekukwira kwe huwandu hwevanhu vanechirwere cheCOVID-19 munyika.
Lignende podcasts
Replaio er ikke podcastudgiver; programmernes navne, coverbilleder og lyd tilhører deres ophavsmænd og distribueres via offentlige RSS-feeds.